Mupiro 21:2 - Shona BIBLE2 asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana munun'una wake; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 asi kuhama yake yomumba, kana mai ʋake, kana ɓaɓa ʋake, kana mŋanakomana wake, kana mŋanasikana wake, kana munuŋuna wake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 asi kuhama yake yomumba, kana mai vake, kana baba vake, kana mwanakomana wake, kana mwanasikana wake, kana mun'una wake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 kunze kwokutoti chiri chitunha chehama yake yomumba. Vangave amai kana baba vake, kana kuti mwana wake mukomana kana musikana, kana mukoma kana munu'una vake, See the chapter |