Mupiro 20:9 - Shona BIBLE9 “Nokuti mumwe nomumwe unotuka baba vake, kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa; munhu wakatuka baba vake kana mai vake, mhosva yeropa rake ichava pamusoro pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti mumŋe nomumŋe unotuka ɓaɓa ʋake, kana mai ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; munhu wakatuka ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, mhoȿa yeropa rake icaʋa pamsoro pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Nokuti mumwe nomumwe unotuka baba vake, kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa; munhu wakatuka baba vake kana mai vake, mhosva yeropa rake ichava pamusoro pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Ani naani zvake anoti dai baba wake kana amai vake vawana chinovawana, ngaaurayiwe nokuti anenge achida kuti baba wake kana kuti amai vawirwe norushambwa. Rufu rwake ndorwokuzviparira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Ani naani zvake anoti dai baba wake kana amai vake vawana chinovawana, ngaaurayiwe nokuti anenge achida kuti baba wake kana kuti amai vawirwe norushambwa. Rufu rwake ndorwokuzviparira. See the chapter |