Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 20:4 - Shona BIBLE

4 Kana vanhu vakaita savasingaoni munhu uyo, kana achipa Moreki vamwe pakati pavana vake, vakasamuuraya;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Kana ʋanhu ʋenyika ʋakaita saʋasiŋgaʋoni munhu uyo, kana acipa Moreki ʋamŋe pakati paʋana ʋake, ʋakasamuʋuraya;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Kana vanhu vakaita savasingaoni munhu uyo, kana achipa Moreki vamwe pakati pavana vake, vakasamuuraya;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya,

See the chapter Copy

Mupiro 20:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements