Mupiro 20:3 - Shona BIBLE3 Neniwo ndichafuratidza chiso changu kumunhu uyo, ndichamubvisa pakati porudzi rwake; nokuti wakapa Moreki vamwe pakati pavana vake, kuti asvibise imba yangu tsvene, nokumhura zita rangu dzvene.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Neni ʋo ndicanaŋanidza munhu uyo, ndicamubvisa pakati porudzi rwake; nokuti wakapa Moreki ʋamŋe pakati paʋana ʋake, kuti aȿiɓise imba yaŋgu tȿene, nokumhura zita raŋgu dɀene. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Neniwo ndichananaidza munhu uyo, ndichamubvisa pakati porudzi rwake; nokuti wakapa Moreki vamwe pakati pavana vake, kuti asvibise imba yangu tsvene, nokumhura zita rangu dzvene.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake nokuti akapira mwana wake kuna Moreki akan'oresa nzvimbo yangu inoera, akashonhawo zita rangu rinoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake nokuti akapira mwana wake kuna Moreki akan'oresa nzvimbo yangu inoera, akashonhawo zita rangu rinoera. See the chapter |