Mupiro 20:27 - Shona BIBLE27 “Murume kana mukadzi unosvikirwa, kana uri muuki, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa; vanofanira kutakwa namabwe; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Murume kana mukadzi unoȿikirwa, kana uri muʋuki, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; ʋanofanira kutakwa namabge; mhoȿa yeropa raʋo icaʋa pamsoro paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 “Murume kana mukadzi unosvikirwa, kana uri muuki, zvirokwazvo anofanira kuurawa; vanofanira kutakwa namabwe; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Munhurume kana munhukadzi ari svikiro kana muroyi ngaauraiwe, ngavatakwe nemabwe. Rufu rwavo nderwokuzviparira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Munhurume kana munhukadzi ari svikiro kana muroyi ngaauraiwe, ngavatakwe nemabwe. Rufu rwavo nderwokuzviparira.” See the chapter |