Mupiro 20:23 - Shona BIBLE23 Musafamba netsika dzorudzi rwavanhu vandichadzinga pamberi penyu; nokuti ivo vakaita izvozvo zvose, naizvozvo ndakavasema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Musafamba netsika dzorudzi rwaʋanhu ʋandicadziŋga pamberi penyu; nokuti iʋo ʋakaita iɀoɀo ɀose, naiɀoɀo ndakaʋasema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Musafamba netsika dzorudzi rwavanhu vandichadzinga pamberi penyu; nokuti ivo vakaita izvozvo zvose, naizvozvo ndakavasema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Musatevedzere tsika dzerudzi rwavanhu vandiri kufanokudzingirai imomo nokuti vaiita zvinhu zvose izvozvi, saka ndakavasema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Musatevedzere tsika dzerudzi rwavanhu vandiri kufanokudzingirai imomo nokuti vaiita zvinhu zvose izvozvi, saka ndakavasema. See the chapter |