Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 20:22 - Shona BIBLE

22 “Naizvozvo chengetai mitemo yangu yose, nezvose zvandakatonga, kuti muzviite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugaremo, irege kukurutsai.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naiɀoɀo ceŋgetai mitemo yaŋgu yose, neɀose ɀandakatoŋga, kuti muɀiite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugare’mo, irege kukurutsai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Naizvozvo chengetai mitemo yangu yose, nezvose zvandakatonga, kuti muzviite; kuti nyika yandinozokuisai kwairi, kuti mugaremo, irege kukurutsai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Munofanira kuteerera mirao yangu yose, nezvirevo zvangu zvose muzvichengete kuitira kuti nyika yekwandirikukuendesai kundogara irege kukurutsai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Munofanira kuteerera mirao yangu yose, nezvirevo zvangu zvose muzvichengete kuitira kuti nyika yekwandirikukuendesai kundogara irege kukurutsai.

See the chapter Copy

Mupiro 20:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements