Mupiro 20:20 - Shona BIBLE20 Kana munhu akavata nomukadzi wababamunini vake, wafukura babamunini vake; vachava nezvivi zvavo; vachafa vasina vana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana munhu akaʋata nomukadzi waɓaɓamunini ʋake, wafukura ɓaɓamunini ʋake; ʋacaʋa neɀiʋi ɀaʋo; ʋacafa ʋasinaʋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Kana munhu akavata nomukadzi wababamunini vake, wafukura babamunini vake; vachava nezvivi zvavo; vachafa vasina vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kana murume akatorana naamainini kana namaiguru vake, azvidza babamudiki kana kuti babamukuru wake, chitadzo chavo ichocho ndechokuzviparira vachafa vasina mwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kana murume akatorana naamainini kana namaiguru vake, azvidza babamudiki kana kuti babamukuru wake, chitadzo chavo ichocho ndechokuzviparira vachafa vasina mwana. See the chapter |