Online Bible

- Advertisements -




Mupiro 20:2 - Shona BIBLE

2 “Uyezve, uti kuvana VaIsiraeri, ‘Ani naani pakati pavana VaIsiraeri, kana pavatorwa vagere pakati paVaIsiraeri, unopa Moreki vana vake, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa; vanhu venyika vanofanira kumutaka namabwe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋuye ɀe, uti kuʋana ʋaIsraeri: Aninani pakati paʋana ʋaIsraeri, kana paʋatorwa ʋagere pakati paʋaIsraeri, unopa Moreki ʋana ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; ʋanhu ʋenyika ʋanofanira kumutaka namabge.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Uyezve, uti kuvana vaIsiraeri, ‘Ani naani pakati pavanava vaIsiraeri, kana pavatorwa vagere pakati pavaIsiraeri, unopa Moreki vana vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa; vanhu venyika vanofanira kumutaka namabwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Ani naani wenyu muIsiraeri kana mutorwa agere nemi muIsiraeri anenge apira mwana wake kuna Moreki, ngaaurayiwe. Vanhu venyika iyoyo ngavamuteme namabwe afe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Ani naani wenyu muIsiraeri kana mutorwa agere nemi muIsiraeri anenge apira mwana wake kuna Moreki, ngaaurayiwe. Vanhu venyika iyoyo ngavamuteme namabwe afe.

See the chapter Copy




Mupiro 20:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements