Mupiro 20:18 - Shona BIBLE18 Kana munhu akavata nomukadzi panguva yokuva kumwedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; ivo vaviri vose vanofanira kubviswa pakati porudzi rwavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana munhu akaʋata nomukadzi paŋguʋa yokuʋa kumŋedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; iʋo ʋaʋiri ʋose ʋanofanira kubviswa pakati porudzi rwaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Kana munhu akavata nomukadzi panguva yokuva kumwedzi kwake, akamufukura, wafukura tsime rake, naiye wafukura tsime reropa rake; ivo vaviri vose vanofanira kubviswa pakati porudzi rwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana murume akarara nomukadzi ari panguva yake yokutevera amunyadzisa nokumuonerera achiri kutevera uye achizviratidza panobva kutevera kwake. Vose zvavo vari vaviri ngavachekwe ukama nevokwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana murume akarara nomukadzi ari panguva yake yokutevera amunyadzisa nokumuonerera achiri kutevera uye achizviratidza panobva kutevera kwake. Vose zvavo vari vaviri ngavachekwe ukama nevokwavo. See the chapter |