Mupiro 19:9 - Shona BIBLE9 “Kana muchikohwa goho reminda yenyu, rega kukohwa micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana mucikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa miceto yomunda wako, ʋuye usaʋuŋganidza ɀawira pasi pakukohwa kwako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Kana muchikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa. See the chapter |