Mupiro 19:7 - Shona BIBLE7 Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana cikatoŋgodyiwa nezuʋa retatu, ɀinonyaŋgadza; hacigamucirwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa. See the chapter |