Mupiro 19:4 - Shona BIBLE4 “ ‘Musava nehanya nezvifananidzo, kana kuzviitira vamwari vakaumbwa; ndini Jehovha Mwari wenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Musaʋa nehanya neɀifananidzo, kana kuɀiitira ʋamŋari ʋakaʋumbga; ndini Jehova Mŋari wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “ ‘Musava nehanya nezvifananidzo, kana kuzviitira vamwari vakaumbwa; ndini Jehovha Mwari wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Musapindukire kuzvifananidzo. Musagadzire vamwari vokuumba noutare. Ini Tenzi ndini Mwari wenyu. See the chapter |