Mupiro 19:36 - Shona BIBLE36 Ivai nezviyero zvakarurama, nezvokuenzanisa nazvo zvakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehovha Mwari wenyu wakakubudisai munyika yeIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Iʋai neɀiyero ɀakarurama, neɀokuenzanisa naɀo ɀakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakuɓuɗisai munyika yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Ivai nezviyero zvakarurama, nezvokuenzanisa nazvo zvakarurama, neefa yakarurama, nehini yakarurama; ndini Jehovha Mwari wenyu wakakubudisai munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Munofanira kuva nezvokueresa zviri pamwero, zvingave zvokueresa kurema kwechinhu, kana bhagidhi rokueresa musvo, kana zvokuera zvinhu zvakaita mvura mvura. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndakakuburitsai kunyika yeIjipiti ndinodaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Munofanira kuva nezvokueresa zviri pamwero, zvingave zvokueresa kurema kwechinhu, kana bhagidhi rokueresa musvo, kana zvokuera zvinhu zvakaita mvura mvura. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndakakuburitsai kunyika yeIjipiti ndinodaro. See the chapter |