Mupiro 19:29 - Shona BIBLE29 “Usasvibisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Usaisa mŋanasikana wako, ucimuita cifeʋe; kuti nyika irege kupata, nyika izare neɀakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 “Usaisa mwanasikana wako, uchimuita chifeve; kuti nyika irege kupata, nyika izare nezvakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Usabvisise mwana wako musikana chimiro uchimuita kuti ave pfambi, nyika ingadaro ikapindwa nomweya woufeve, ikazara kuti kabu nouipi. See the chapter |