Mupiro 19:15 - Shona BIBLE15 “Musaita zvisakarurama pakutonga; usatsaura murombo, kana kukudza une simba; asi unofanira kutonga wokwako nokururama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Musaita ɀisakarurama pakutoŋga; usatsaura murombo, kana kukudza unesimba; asi unofanira kutoŋga wokwako nokururama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 “Musaita zvisakarurama pakutonga; usatsaura murombo, kana kukudza une simba; asi unofanira kutonga wokwako nokururama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Pakutonga mhosva tonga usingatsaudzire, usinganyari murombo kana kuremekedza mupfumi, asi unofanira kutonga mhosva nomazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Pakutonga mhosva tonga usingatsaudzire, usinganyari murombo kana kuremekedza mupfumi, asi unofanira kutonga mhosva nomazvo. See the chapter |