Mupiro 19:13 - Shona BIBLE13 “Usamanikidza wokwako, kana kumutorera; haufaniri kugara usiku hwose kusvikira mangwana nomubairo womuranda unokubatira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Usamanikidza wokwako, kana kumutorera; haufaniri kugara ʋusiku bgose kuȿikira maŋgwana nomuɓayiro womuranda unokuɓatira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 “Usamanikidza wokwako, kana kumutorera; haufaniri kugara usiku hwose kusvikira mangwana nomubayiro womuranda unokubatira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Musabate mumwe wenyu zvakaipa kana kupamba zvinhu zvake. Regai kurara muine mubayiro womushandi usiku hwose kusvikira mangwanani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Musabate mumwe wenyu zvakaipa kana kupamba zvinhu zvake. Regai kurara muine mubayiro womushandi usiku hwose kusvikira mangwanani. See the chapter |