Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 11:8 - Shona BIBLE

8 “Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Regai kudya nyama yaɀo, kana kuɓata ɀitunha ɀaɀo; ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka kwamuri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Regai kudya nyama yazvo, kana zvitunha zvazvo; zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Musadye mhuka idzodzi kana kubata zvitunha zvadzo nokuti dzakan'ora kwamuri.

See the chapter Copy

Mupiro 11:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements