Mupiro 11:5 - Shona BIBLE5 nembira, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nembira, nokuti inodzeya, asi hainamahwanda akaparadzana; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 nembira, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Musadye nembirawo kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Musadye nembirawo kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, See the chapter |