Mupiro 11:47 - Shona BIBLE47 kuti mutsaure pakati pezvisakanaka nezvakanaka, napakati pezvipenyu zvingadyiwa nezvipenyu zvisingadyiwi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 kuti mutsaure pakati peɀisakanaka neɀakanaka, napakati peɀipenyu ɀiŋgadyiwa neɀipenyu ɀisiŋgadyiwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 kuti mutsaure pakati pezvisakanaka nezvakanaka, napakati pezvipenyu zvingadyiwa nezvipenyu zvisingadyiwi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 wokuti mugone kusiyanisa nawo zvakan'ora nezvisina kun'ora nokusiyanisawo zvinhu zvipenyu zvingadyiwe nezvinhu zvipenyu zvisingadyiwi.” See the chapter |