Mupiro 11:3 - Shona BIBLE3 Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvine tsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀose pakati pemhuka ɀinamahwanda akaparadzana, kana ɀinetȿoka dzakaparadzana, ɀinodzeya, muŋgaɀidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvose pakati pemhuka zvinamahwanda akaparadzana, kana zvinetsoka dzakaparadzana, zvinodzeya, mungazvidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mungadye zvenyu mhuka ine tsimba rakanyatsopararana, dzinenge dziri mhuka dzinozeya. See the chapter |