Mupiro 11:28 - Shona BIBLE28 Munhu unotakura zvitunha zvazvo ngaasuke nguo dzake, ave asina kunaka kusvikira usiku; zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Munhu unotakura ɀitunha ɀaɀo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Munhu unotakura zvitunha zvazvo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ani naani anotakura chitunha chadzo, anofanira kusuka hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Izvozvo zvakan'ora kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ani naani anotakura chitunha chadzo, anofanira kusuka hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Izvozvo zvakan'ora kwamuri. See the chapter |