Mika 7:9 - Shona BIBLE9 Ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, nokuti ndakamutadzira, kusvikira achindireverera mhosva yangu, nokundiruramisira mhaka yangu; uchandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndicatakura kutsamŋa kwaJehova, nokuti ndakamutadzira, kuȿikira acindireʋerera mhoȿa yaŋgu, nokundiruramisira mhaka yaŋgu; ucandiɓuɗisira kuciedza, ndicaʋona kururama kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, nokuti ndakamutadzira, kusvikira achindireverera mhosva yangu, nokundiruramisira mhaka yangu; uchandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndichatirira zvangu kushatirirwa kwandakaitwa naTenzi nokuti ndakamutadzira kusvikira iye Mwari ava kutondirevererawo andienzanisirawo mhosva yangu. Achandisvitsa kuchiedza ndichitozvionerawo kununura kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndichatirira zvangu kushatirirwa kwandakaitwa naTenzi nokuti ndakamutadzira kusvikira iye Mwari ava kutondirevererawo andienzanisirawo mhosva yangu. Achandisvitsa kuchiedza ndichitozvionerawo kununura kwake. See the chapter |