Mika 7:18 - Shona BIBLE18 “Ndianiko Mwari akafanana nemi, anokanganwira zvakaipa, anopfuura kudarika kwavakasara venhaka yake? Haangagari akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira kuva nenyasha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndianiko Mŋari wakafanana nemi, unokaŋganwira ɀakaipa, unopfuʋura kuɗarika kwaʋakasara ʋenhaka yake? Haaŋgagari akatsamŋa nokusiŋgaperi, nokuti unofarira kuʋa nenyasha. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 “Ndianiko Mwari akafanana nemi, anokanganwira zvakaipa, anopfuura kudarika kwavakasara venhaka yake? Haangagari akatsamwa nokusingaperi, nokuti anofarira kuva nenyasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ndiani Mwari akaita semi anoregerera uipi anokanganwira vanhu kukanganisa kuchitsama chavakasara chenhaka yake. Iye haarambi akashatirwa narini narini nokuti chaanofarira kuita mwoyochena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ndiani Mwari akaita semi anoregerera uipi anokanganwira vanhu kukanganisa kuchitsama chavakasara chenhaka yake. Iye haarambi akashatirwa narini narini nokuti chaanofarira kuita mwoyochena. See the chapter |