Mika 4:9 - Shona BIBLE9 Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, chipangamazano wenyu aparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosununguka? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino munoɗanidzireiko? Hakunamambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, ɀamaɓatwa nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka? See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosurumuka? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? See the chapter |