Mika 4:13 - Shona BIBLE13 “Simuka upure, iwe mukunda weZioni, nokuti runyanga rwako ndicharuita dare, uye mahwanda ako ndichaaita ndarira; uchaputsanya marudzi mazhinji; zvavakazviwanira ndichazvitsaurira Jehovha, pfuma yavo ndichapa Ishe wenyika yose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Simuka upure, iwe mukunda weZioni, nokuti runyaŋga rwako ndicaruita ɗare, ʋuye mahwanda ako ndicaaita ndarira; ucaputsanya marudzi mazhinji; ɀaʋakaɀiwanira ndicaɀitsaurira Jehova, fuma yaʋo ndicapa Ishe wenyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 “Simuka upure, iwe mukunda weZioni, nokuti runyanga rwako ndicharuita dare, uye mahwanda ako ndichaaita ndarira; uchaputsanya marudzi mazhinji; zvavakazviwanira ndichazvitsaurira Jehovha, pfuma yavo ndichapa Ishe wenyika yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Chisimuka upure zvako iwe guta reZioni nokuti ndichaita kuti uve nenyanga dzesimbi namatsiko endarira uchapwapwanyisa marudzi namarudzi ugopira kuna Tenzi zvavakanga vawana, kupira upfumi hwavo kuna Changamire wapasi pose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Chisimuka upure zvako iwe guta reZioni nokuti ndichaita kuti uve nenyanga dzesimbi namatsiko endarira uchapwapwanyisa marudzi namarudzi ugopira kuna Tenzi zvavakanga vawana, kupira upfumi hwavo kuna Changamire wapasi pose.” See the chapter |