Mika 3:9 - Shona BIBLE9 Chinzwai henyu chinhu ichi, imi vakuru veimba yaJakobho, navabati veimba yaIsiraeri, iyemi, munosema ruenzaniso, nokuminamisa zvose zvakarurama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Cinzwai henyu cinhu ici, imi ʋakuru ʋeimba yaJakobo, naʋaɓati ʋeimba yaIsraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa ɀose ɀakarurama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Chinzwai henyu chinhu ichi, imi vakuru veimba yaJakobho, navabati veimba yaIsiraeri, iyemi, munosema kururamisa, nokuminamisa zvose zvakarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chinzwai izvi, imi vatungamiri vemba yokwaJakobho nemi vatongi vemba yokwaIsiraeri. Munovenga ruenzaniso, uye zvose zvinenge zviri pamwero muchizviminamisa. See the chapter |