Online Bible

- Advertisements -

Mika 2:8 - Shona BIBLE

8 “Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi mazuʋa ano ʋanhu ʋaŋgu ʋakandimukira somuʋeŋgi; munobvisa jasi paŋguʋo dzaʋanopfuʋura haʋo norugare ʋasiŋgaɗi kurwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Asi mazuva ano vanhu vangu vakandimukira somuvengi; munobvisa jasi panguo dzavanopfuura havo norugare vasingadi kurwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Imi ndimi matova mhandu yacho kuvanhu vangu munobvutira munhu asina mhaka batye rake, munhu anenge avarairwa achiti hapana chinouya kwaari momupa nhamo yokunge ari muhondo.

See the chapter Copy

Mika 2:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements