Mateo 9:33 - Shona BIBLE33 Mweya wakaipa ukati wabudiswa, mbeveve ikataura; vanhu vazhinji vakashamiswa, vakati, “Hakuna kumboonekwa zvakadai pakati paVaIsiraeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mŋeya wakaipa ukati waɓuɗiswa, mbeʋeʋe ikataura; ʋanhu ʋazhinji ʋakashamiswa, ʋakati: Hakuna‐kumboʋonekwa ɀakaɗai pakati paʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Mweya wakaipa ukati wabudiswa, mbeveve ikataura; vanhu vazhinji vakashamiswa, vakati, “Hakuna kumboonekwa zvakadai pakati pavaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mweya wakaipa pawakaburitswa, mbeveve iya yakataura. Gungano rakashamiswa richiti, “Hakuna kumboonekwa zvakadai muIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mweya wakaipa pawakaburitswa, mbeveve iya yakataura. Gungano rakashamiswa richiti, “Hakuna kumboonekwa zvakadai muIsiraeri.” See the chapter |