Mateo 9:30 - Shona BIBLE30 Meso avo akasvinudzwa. Jesu akavaraira zvikuru, akati, “Chenjerai kuti zvirege kuzikanwa nomunhu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Meso aʋo akaȿinudzwa. Jesu akaʋaraira ɀikuru, akati: Cenjerai kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Meso avo akasvinudzwa. Jesu akavaraira zvikuru, akati, “Chenjerai kuti zvirege kuzikanwa nomunhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.” See the chapter |