Mateo 9:3 - Shona BIBLE3 Zvino vamwe vavanyori vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu anoshonha Mwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋamŋe ʋaʋanyori ʋakati mumŋoyo yaʋo: Munhu uyu unomhura Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino vamwe vavanyori vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu anoshonha Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.” See the chapter |