Online Bible

- Advertisements -

Mateo 8:27 - Shona BIBLE

27 Vanhu vakashamiswa, vakati, “Uyu munhu kunyi, zvaanotererwa nedutu negungwa?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋanhu ʋakashamiswa, ʋakati: Uyu munhu kunyi, ɀaanotererwa nemitutu neguŋgwa?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vanhu vakashamiswa, vakati, “Uyu munhu kunyi, zvaanotererwa nedutu negungwa?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vanhu vakashamiswa vakati, “Munhu uyu, munhu rudzii uyu, anototeererwa kunyange nemhepo negungwa?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vanhu vakashamiswa vakati, “Munhu uyu, munhu rudzii uyu, anototeererwa kunyange nemhepo negungwa?”

See the chapter Copy

Mateo 8:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements