Mateo 8:20 - Shona BIBLE20 Jesu akati kwaari, “Makava ana mwena, neshiri dzokudenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Jesu akati kwaari: Mhuŋgubge dzinemŋena, neshiri dzokuɗeŋga dzinamatendere: asi Mŋanakomana womunhu haana‐paaŋgatsamidza musoro wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Jesu akati kwaari, “Makava ana mawena, neshiri dzokudenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru, shiri dzedenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana pokutsamira musoro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru, shiri dzedenga dzina matendere; asi Mwanakomana womunhu haana pokutsamira musoro wake.” See the chapter |