Mateo 8:10 - Shona BIBLE10 Jesu, akati achinzwa izvozvo, akashamiswa, akati kuna vakanga vachitevera, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Handina kumboona kutenda kwakadai, kunyangwe napakati paVaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu, wakati acinzwa iɀoɀo, akashamiswa, akati kunaʋakaŋga ʋaciteʋera: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Handina‐kumboʋona kutenda kwakaɗai, kunyaŋge napakati paʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Jesu, akati achinzwa izvozvo, akashamiswa, akati kunavakanga vachitevera, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Handina kumboona kutenda kwakadai, kunyange napakati pavaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu paakamunzwa akashamiswa. Akati kuna vaimutevera, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, kunyange muIsiraeri handina kumboona chitendero chakadai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu paakamunzwa akashamiswa. Akati kuna vaimutevera, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, kunyange muIsiraeri handina kumboona chitendero chakadai. See the chapter |