Mateo 7:6 - Shona BIBLE6 “Musapa imbwa zvinhu zvitsvene, uye, musakanda mapera enyu pamberi penguruve, kuti dzirege kuatsika netsoka dzadzo, dzikatendeuka dzikakubvamburai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Musapa imbga ɀinhu ɀitȿene, ʋuye, musakanda maparera enyu pamberi peŋguruʋe, kuti dzirege kuatsika netsoka dzadzo, dzikatendeʋuka dzikakubvamburai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Musapa imbwa zvinhu zvitsvene, uye, musakanda maparera enyu pamberi penguruve, kuti dzirege kuatsika netsoka dzadzo, dzikatendeuka dzikakubvamburai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Musape zvinhu zvinoera kuimbwa kana kukanda matombo anokosha amapera pamberi penguruve, dzingadaro dzikaatsika–tsika uye dzodzoka dzokurwisai imi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Musape zvinhu zvinoera kuimbwa kana kukanda matombo anokosha amapera pamberi penguruve, dzingadaro dzikaatsika–tsika uye dzodzoka dzokurwisai imi. See the chapter |