Online Bible

- Advertisements -

Mateo 7:27 - Shona BIBLE

27 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, madutu akavhuvhuta, zvikarova imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukava kukuru.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikaʋuya, mitutu ikavuvuta, ikaroʋa imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukaʋa kukuru.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Mvura ikanaya, mvura zhinji ikauya, madutu akavhuvhuta, zvikarova imba iyo, ikawa, kuwa kwayo kukava kukuru.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Mvura yakanaya, mafashamo akauya. Dutu rakavhuvhuta rikaroverera paimba iyoyo ikawa, kuwa kwayo kwakava kukuru kwazvo.”

See the chapter Copy

Mateo 7:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements