Online Bible

- Advertisements -

Mateo 7:18 - Shona BIBLE

18 “Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nomuti wakaipa haungabereki michero yakanaka.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Muti wakanaka hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakaipa, nomuti wakaipa hauŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Muti wakanaka haungabereki michero yakaipa, nomuti wakaipa haungabereki michero yakanaka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Muti wakanaka haungabereki muchero wakaipa; mutiwo wakaipa haungabereki muchero wakanaka.

See the chapter Copy

Mateo 7:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements