Mateo 5:48 - Shona BIBLE48 “Naizvozvo muve vakakwana, saBaba venyu vari kudenga vakakwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Naiɀoɀo muʋe ʋakakwana, saƋaɓa ʋenyu ʋari kuɗeŋga ʋakakwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 “Naizvozvo muve vakakwana, saBaba venyu vari kudenga vakakwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Nezvo imi munofanira kuva vakaruramisisa sezvakangoita Baba venyu vokudenga vakaruramisisa.” See the chapter |