Mateo 4:2 - Shona BIBLE2 Akati azvinyima zvokudya mazuva ana makumi mana, nousiku hunamakumi mana, akabva oziya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Wakati aɀinyima ɀokudya mazuʋa anamakumi manna, noʋusiku bgunamakumi manna, akabva oziya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Akati azvinyima zvokudya mazuva ana makumi mana, nousiku hunamakumi mana, akabva oziya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya. See the chapter |