Mateo 3:4 - Shona BIBLE4 Iye Johani aiva nenguo yamakushe engamera, nebhanhire reganda pachiuno chake; zvokudya zvake zvaiva mhashu nouchi hwemusango See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iye Johane waiʋa neŋguʋo yamakushe ekamera, nebanhire reganda paciʋuno cake; ɀokudya ɀake ɀaiʋa mhashu noʋuci bgeɓundo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Iye Johani aiva nenguo yamakushe engamera, nebhanhire reganda pachiuno chake; zvokudya zvake zvaiva mhashu nouchi hwemusango See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Johani aipfeka hanzu yakagadzirwa nemvere dzenghamera nebhande reganda muchiuno chake. Chokudya chake chaiva mhashu nouchi homusango. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Johani aipfeka hanzu yakagadzirwa nemvere dzenghamera nebhande reganda muchiuno chake. Chokudya chake chaiva mhashu nouchi homusango. See the chapter |