Online Bible

- Advertisements -

Mateo 28:9 - Shona BIBLE

9 Zvino tarira, Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai!” Vakauya, vakabata tsoka dzake, vakamupfugamira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino tarira, Jesu wakasoŋgana naʋo, akati: Kwaziwai! Ʋakaʋuya, ʋakaɓata tsoka dzake, ʋakamunamata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino tarira, Jesu akasangana navo, akati, “Kwaziwai!” Vakauya, vakabata tsoka dzake, vakamupfugamira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Jesu akabva asangana navo akati, “Kwaziwai” ivo vakauya kwaari vakabata tsoka dzake vachimugwadamira.

See the chapter Copy

Mateo 28:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements