Mateo 28:20 - Shona BIBLE20 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 muʋadzidzise kuceŋgeta ɀose ɀandakakurairai imi; tarirai, ndinemi mazuʋa ose, kuȿikira pakuguma kwenyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” See the chapter |