Mateo 28:17 - Shona BIBLE17 Vakati vachimuona, vakamupfugamira, asi vamwe vakanyunyuta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakati ʋacimuʋona, ʋakamunamata, asi ʋamŋe ʋakanyunyuta. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Vakati vachimuona, vakamupfugamira, asi vamwe vakanyunyuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pavakamuona vakamugwadamira asi vamwe vakanga vasina chokwadi nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pavakamuona vakamugwadamira asi vamwe vakanga vasina chokwadi nazvo. See the chapter |