Mateo 28:10 - Shona BIBLE10 Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gareriya, vagondionako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Musatya, endai mundoʋudza hama dzaŋgu, kuti ʋaende Garirea, ʋagondiʋona’ko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gariria, vagondionako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akati kwavari, “Musatye. Chiendai mundotaurira hama dzangu kuti dziende kuGarirea. Ndiko kwavachandiona ikoko.” See the chapter |