Mateo 27:66 - Shona BIBLE66 Vakaenda, vakandochengeta hwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Ʋakaenda, ʋakandoceŋgeta bgiro, ʋakaisa ciratidzo cokusimbisa pabge, ʋarindi ʋanaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200266 Vakaenda, vakandochengeta bwiro, vakaisa chinamatidzo chokusimbisa pabwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona66 Saizvozvo vakaenda vakanyatsochengetedza guva iroro vakaisa micherechedzo padombo iroro wokuti harina kubatwa–batwa nomunhu ndokuisa vokupachengetedza. See the chapter |