Mateo 27:65 - Shona BIBLE65 Pirato akati kwavari, “Imi muna vagariri; endai muhuchengete sezvamunoziva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Pirato akati kwaʋari: Imi munaʋarindi; endai, mubguceŋgete seɀamunoziʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200265 Pirato akati kwavari, “Imi muna vagariri; endai muhuchengete sezvamunoziva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Pirato akati kwavari, “Ko inga muna masoja wani. Endai mundochengetedza sokuziva kwenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona65 Pirato akati kwavari, “Ko inga muna masoja wani. Endai mundochengetedza sokuziva kwenyu.” See the chapter |