Mateo 27:63 - Shona BIBLE63 vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 ʋakati: Ishe, tinoraŋgarira kuti munyeŋgeri uyu, aciri mupenyu, wakati: Mazuʋa matatu apfuʋura, ndicamuka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200263 vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’ See the chapter |