Mateo 27:62 - Shona BIBLE62 Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru naVaFarisi vakaungana kuna Pirato, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Fume maŋgwana — ndiro zuʋa raiteʋera zuʋa roKugadzirira — ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋgana kunaPirato, See the chapterShona Bible 1949 revised 200262 Fume mangwana ndiro zuva raitevera zuva roKugadzirira vapristi vakuru navaFarisi vakaungana kuna Pirato, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ramangwana racho, ndiro zuva romushure mezuva rokugadzirira Sabata, vapristi vakuru navaFarisei vakaungana kuna Pirato vakati, See the chapter |