Mateo 27:58 - Shona BIBLE58 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200258 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. See the chapter |