Online Bible

- Advertisements -

Mateo 27:32 - Shona BIBLE

32 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, ʋakawana munhu weKurini, wainzi Simoni; ʋakamumanikidza iye kuti atakure mucinjikwa wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu.

See the chapter Copy

Mateo 27:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements